VaTsvangirai vanoda kuti SADC ipindire panyaya dziri kunetsa muZimbabwe
European Union ne America dzinoda kuti mitemo yenyika itevedzerwe nemunhu wese
VaTsvangirai vanoti vanogona kubuda muhurumende yemubatanidzwa
VaCHihuri vanonzi vakamanikidzwa naVaMugabe kuudza mapurisa kuti asarambidze MDC kuita misangano yayo
Asi Zanu-PF inoti sangano iri riri kushandiswa nevenyika dzekunze.
UN inoti Ivory Coast haitengeserwe zvombo zvehondo
VaMugabe vanonzi vari kunoongororwa ziso rakabviswa tsanga
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti veruzhinji vari kusiyana pfungwa pazvirango
Vanhu vari kubvunzurudzwa nemapurisa pamusoro pehurongwa hwekuratidzira
Zanu PF inoti yakoka munhu wose kuchiitiko ichi zvisineyi nekuti ndewe bato ripi
VaNcube votsvaga rutsigiro rwematare kuti amise VaMutambara kupinda mumisangano yevatungamiri vemapato ari muhurumende
Asi VaGwisai nevamwe vavo vari kuramba mhosva yavari kupomerwa iyi.
Zanu-PF inoti iri kuda kuti sarudzo dziitwe gore rino nekuti haichada zvehurumende yemubatanidzwa.
Asi nyanzvi munyaya dzezve matongerwo enyika dzinoti Zimbabwe yava kuda mutongi gava anogara munyika
VaZuma vari kutumira zvakare nhumwa kuZimbabwe kuzogadzirisa zviri kunetsa
Asi VaMutambara vanoti vari kukwikwidza mutongo uyu.
Asi Zanu-PF inoti mashoko aVaTsvangirai haasi echokwadi
Asi nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti uku kuteya nzou neriva.
Boka reNational Security Council rinozeya mhirizhonga iri kuitika munyika
Rodhai zvimwe