Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti zvoitika zvichapa kuti padeuke ropa.
VaMugabe vobvunza VaTsvangirai maonero avo nyaya yaVaNcube naVaMutambara
Asi mapurisa anoti hapana mhirizhonga iri kuitika muMbare
MDC inoti ZBC neHerald dziri kunyepera veruzhinji
Asi VaNcube vanoti vachataura naVaMugabe kuti vatambire zvinodiwa nebato ravo.
VaMugabe vakatorerwa masimba neConstitutional Amendment Number 19
Asi Zanu PF inoti haisi kudzokera shure panyaya yekuita sarudzo gore rino
Vakawanda vanoti vari kupihwa zviwitsi sechenji kana vatenga zvinhu nemari yebepa.
VaMugabe vanoti vari kuda kuti sarudzo dziitwe nechimbi chimbi kunyange pasina bumbiro idzva remitemo.
AU inoti iri kuda kuti imbogadzirisa matambudziko ari muIvory Coast, Somalia neTunisia.
Vashandi vehurumende vanoti vachasangana svondo rinouya kuti vaone kuti votora danho ripi.
Asi VaSaviour Kasukuwere veZanu-PF vanoti MDC iri kutya sarudzo.
VaZuma vanoti hakuna sarudzo dzichaitwa zvinhu zvisina kuvandudzwa munyika
Asi nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti VaZuma zvichavaomera kuti vagadzirise dambudziko reZimbabwe
Mapato maviri eMDC anoti afuratidzwa moyo nebasa raVaZuma rekuyananisa
Asi vamwe vanoti kurima uku kuri kukanganisa mvura yemumaguta.
VaNcube vanoti ndivo vava kumirira bato munyaya dzehurumende yemubatanidzwa
Nyaya yekushomeka kwemari yopa kuti vakawanda vati hazvikwanisike kuti sarudzo dziitwe gore rino.
Vatori venhau vanoshandira makambani ekunze vava kubvisa mazana mana emadhora kuti vapihwe rezenisi
Asi Zanu-PF inoti mashoko eMDC ndeemayepo nekuti yakatsvagawo mari yekubatsira vanhu.
Rodhai zvimwe