Nyanzvi dzinoti mauto anofanirwa kusiyana nezvematongerwo enyika
South Africa inoti hwaro hwesarudzo hunofanirwa kutaurwa nekuti zviri muGPA
Vamwe muZanu PF vanoti Muzvare Lindiwe Zulu vari kurerekera kuMDC
Zanu PF inoda kuti zvakabuda kuSADC Troika kuLivingstone zvisatambirwe
SADC pamwe nevari kutungamira mapato munhaurirano vakanga vawirirana kuti VaWelshman Ncube vatore chinzvimbo chaVaMutambara
Nhumwa dzaVaZuma dzoramba dziri pandima yehwaro hwesarudzo dzemuZimbabwe
Gurukota rezvemitemo, VaPatrick Chinamasa, vanoti sarudzo ngadziitwe muna 2013
SADC iri kuita musangano wechimbi chimbi wekuzeya nyaya yeZimbabwe kuNamibia
SADC iri kuda kuti sarudzo dzemuZimbabwe dziitwe nenzira kwayo
Vemapato ari muhurumende vopesana pakuronga hwaro hwesarudzo
Masangano anorwira kodzero dzevanhu anoti mauto nemapurisa ari kutyora kodzero dzevanhu muZimbabwe
Asi Zanu PF inoti mapurisa, mauto nevasori vari pasi pehurumende yemubatanidzwa
ZCTU inofora makore ose pazuva rekurangarira zuva revashandi
Zvinonzi paita ropa rakaipa pakati paMuzvare Khupe naMuzvare Khumalo zvokonzera kurwisana muBulawayo
Gakava riri muZimbabwe rokandwa mudariro kumusangano weSADC muna Chivabvu
Zanu PF inotuma Amai Mujuru kuSADC
Mapurisa anombochengetedza magweta anga achinomirira VaMzila-Ndlovu
Kunyange havo VaMugabe vatuka nyika dzekumawirira, havana kunyomba MDC sezvavanogaroita panenge paunganwa
Rodhai zvimwe