Zanu PF iri kutumira nhumwa dzekunotaura nevakuru veSADC
VaMuzariri vanovigwa segamba paHeroes Acre muHarare
SADC iri kusangana kuti izeye nyaya yeZimbabwe muna Chivabvu
UN inoda kubatsira Zimbabwe musarudzo dzingangoitwa gore risati rapera
VaTsvangirai vari kufamba vachiita hurukuro nevatungamiri venyika dzemuSADC
Gurukota rezvevashandi vehurumende, VaEliphas Mukonoweshuro, vanoti hapana zvavanoziva
VaCharamba vakambenge vati SADC haifanirwe kupindira mugakava riri muZimbabwe
SADC Troika inoti inoda kuona hutongi hwakanaka muZimbabwe
Kunetsana kuri muhurumende yemubatanidzwa kuchazeiwa zvakare neSADC Troika
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti SADC haina meno yekugadzirisa gakava riri muZimbabwe
Amai Makone votsvagwawo nemapurisa ari kuda kuvasunga
VaLovemore Moyo vakabviswa pachigaro nedare reSupreme Court vachinzi havana kusarudzwa zvakachena
Asi VaZvoma vanoti VaLovemore Moyo havapindi muparamende iyi
Asi MDC inoti munyori weparamende haana masimba ekumisa paramende kuita basa rayo
VaTsvangirai vanoti zvinhu zvinogona kushata kudarika muna 2008
Paramende iri kutarisirwa kusarudza mutauriri mutsva painovhura
Parliament clerk Austin Zvoma has sent a letter to the Attorney General asking for his opinion in the matter
VaLovemore Moyo vanonzi vari kukwikwidzazve chigaro chekuvamutauriri wedare reparamende.
Rodhai zvimwe