Gurukota rinoona nezvemari, Muzvinafundo Mthuli Ncube, avo vari kuparura hurongwa hwekufambiswa kwemari yebhajeti hwepakati pegore kana kuti Mid-Year Fiscal Review nemusi weChina, vari kukurudzirwa kuti vatarisise nyaya yemagariro evanhu avhiringidzwa nechirwere cheCovid-19 icho chadzoka zvine hukas