Mutauriri wemapurisa, VaPaul Nyathi, vaudza Studio 7 parunhare kuti vasunga vamwe vanhu vatanhatu vanoti VaAli Mohamed, VaStephen Chengerai Tserayi, VaGift Karanda, VaRaphios Mufandauya, pamwe nemapurisa maviri anoti Superintendent Shoko pamwe naDetective Chief Inspector Chimhungu.