WOZA inoti nhengo dzayo dzakaipa makomborero ekuti itange kukurudzira kutambirwa kwegwaro iri
Muzvare Ncube vanoti hurumende yemubatanidzwa iri kutadza kuita basa rayo nemazvo
Vazhinji vanoti mapato matatu ari muhurumende ndiwo chete ane zvido zviri mugwaro iri
Kusvika pari zvino, The Zimbabwean ranga richidhinda mapepanhau maviri kunze kwenyika, ayo anga achibuda nemusi weChina neSvondo
ZESA yochema chema mushure mekunge yabvuma muyananisi aimirira vashandi vayo
Hutungamiri hweApex Council hwaisiitwa zvemadzoro pakati pemasangano anove nhengo dzesangano iri
Zanu PF yotarisisa zviri mugwaro rebumbiro neChishanu
masangano evashandi vehurumende opesana pakusarudzwa kwehutungamiri hutsva
Mutauriri weZESA VaFullard Gwasira vati vashandi vakambomiswa basa vachamiswa pamberi peDisciplinary Committee
Asi vatungamiri vevashandi vanoti havana kunangana nemunhu mumwe chete asi nehurumende yose
Amai Tendai Chikowore anoti nhengo dzavo dzakatsamwa zvikuru nekusaratidza han’ya kwehurumende
Hurumende inoti yamirira kusvitsa gwaro iri kuvatungamiri muhurumende
Sangano rePTUZ robatana nevashandi veZESA mukushora zviri kuitwa nekambani yemagetsi iyi
Dzimwe nhengo mbiri dzebato iri dzakasungwa kuDarwendale, Mashonaland West, mushure memusangano wakapinzwa naVaTendai Biti
Hurumende inoti ingangoshanda nenyika dzine zvizvarwa zveZimbabwe zvakawanda kuti dzivabatsire nehuwandu hwevana veZimbabwe munyika idzi
VaMatinenga vanoti hapana chakaipa mukutarisa zviri mugwaro reKariba Draft
nyanzvi munyaya dzehutano dzinoti varume vakachecheudzwa vanofanirwa kuzvidzivirira kana voita zvepabonde
Joseph Chani anonzi akarova munhu akafa kwaChiadzwa
Asi sechave chigariro musoro weshuro kushaya nyanga, musangano uyu unonzi hauna zvawaburitsa
Vashandi vehurumende vari kusangana nevashandirwi neChitatu
Rodhai zvimwe