Amai Beauty Chabaya veZanu PF vakawana mavhoti 13, 156, vachiteverwa naVaKudakwashe Gopo veZimbabwe People First avo vakawana mavhoti 2, 453. VaInnocent Muzvimbiri vaikwikwidza vakazvimirira vakawana mavhoti 725, kuchitiwo VaMadock Chivasa veNCA vachiwana mavhoti 343.