umwe wevari kutungamira hurongwa uhu, uhwo hwavari kuti “Ziva kwawakabva”, VaDewa Mavhinga, vanove zvakare gweta rinorwira kodzero dzevanhu, vanoti vari kufara zvikuru kuti vana veHwirisha vanodarika zana vaungana pamwechete vachibatsira kiriniki yeGandami