Asi nyanzvi munyaya dzemitemo dzinoti VaMugabe havachina masimba pasi pemutemo uripo
Mapurisa anokurudzirwa kuita basa rawo asingatori mativi
Asi vanoongorora zviri kuitika munyika vanoti mapurisa ngaasatore mativi pakuita basa rawo
Vazhinji vevaimbi ava vanonzi vanoshaya vasina cheuviri chavanosiira mhuri dzavo
ZNFPC inotiwo kushandiswa kwekondomu iri kuri kuramba kuri pasi zvichienzaniswa neevanhurume
VaChimanikire vanoti nyika iri kurasikirwa nemari yakawanda zvikuru kuburikidza nezvimwe zvicherwa zvinenge zviri muvhu replatinum
Asi vamwe vanoti zuva iri harichina zvarinoreva sezvo pave nehurumende yemubatanidzwa
Sangano reBankers Association of Zimbabwe rati vanhu havafanirwe kutyira kushomeka kwemari, sezvo mabhanga aine mari yakawanda
Vafambi vochema chema nemari shoma yavari kudzoserwa neAir Zimbabwe
Air Zimbabwe inoti yabhadhara chikwereti chayo
VaTomana vanoti hapana chati chashanduka kubva pavakaumba komiti yekuongorora zvakaburitswa neWikileaks
Dr Gwatidzo vanoti mimwe mishonga inenge isina kuongororwa iyi inozoguma yakuwadza hutano hwevanhu.
Majeri emunyika anogara akazarisa nevasungwa izvo zvinonzi zvava nani mazuva ano
Zanu PF inoti VaMugabe ndivo vachaimirira musarudzo dzemutungamiri wenyika
Zanu PF yoronga kubuda nezvesungo zvakasimba
Zimbabwe yaisiwana mukaka waisvika marita 260 million pagore, zvichienzaniswa nemarita mamiriyoni makumi mashanu iye zvino
Nyanzvi munyaya dzezve matongerwo enyika dzinoti hazvishamise kuti VaTsvangirai vari kurongerwa dhende
Munyori mukuru weZCTU, VaJaphet Moyo, vanoti havakwanisi kumiririra vashandi ava sezvo kumangoda kusingasvikike
United Nations inoti masangano anobatsira ngaaunganidze mabhiriyoni makumi maviri nemana emadhora yekushandisa muzvirongwa zveHIV/AIDS
VaMutambara vanoti hurumende iri kutevedzera mitemo yenyika pakupa nhengo idzi mari dzavo
Rodhai zvimwe