VaMutasa vanoti vakasvitswa chechemo chekudzingwa basa kwenhengo dzavo
Asi mutauriri weMDC-T, VaDouglas Mwonzora, vanoti mashoko aVaChihuri aya manatsa mukanwa chete
VaSupa Mandiwanzira veAB Communications neZimpapers vanopihwa mvumo yekutepfenyura munyika
Asi vamwe vemabhizimusi madiki ava vanoti mari idzi hadzisi kusvika kwavari.
Komiti yeparamende inoona nezvemhando dzemoto inoti haisi kufadzwa nemamiriro akaita zvinhu muZesa
VaMugabe naVaTsvangirai vakawirirana kuti mhirizhonga ipere munyika
Zanu PF nemapurisa ndivo vanonzi vari kukonzeresa mhirizhonga munyika
Asi vamwe vanoti zvikoro izvi zviri kuita basa guru rekuvhura pfungwa dzevana vachiri vadiki
Sachigaro wekomiti yemhando dzemoto VaSimba Mudarikwa vanoti hurumende inofanirwa kutora zvikwereti zveZesa kuti kambani iyi irarame
Asi dzimwe nyanzvi mune zvematongerwo enyika dzinoti hadzioni paine chinobuda kubva mumusangano uyu
Vamwe vanoti dambudziko iri riri kukonzerwa nekutorwa kwakaitwa minda yevachena
Varimi vemumaruwa vazhinji ndivo vari kurima chibage chakawanda chiri kudyiwa munyika
Vamwe vanoti mangoda ngaave mumaoko ehurumende kwete emakambani
ZIMRA yanga yobatira varairidzi mitero pamari dzekubatsirikana dzavanopihwa nevabereki
Vechidiki veZanu PF vanoti ngochani hadzidiwi muZimbabwe
VaMugabe vanoti vakatsamwiswa nekunyimwa kwakaitwa vamwe vavo mavhiza neSwitzerland
Varairidzi vanoti hurumende haifanirwe kuita rusarura
MDC inoti ivo VaChombo ndivo vanoita zvehuwori, uye vanofanirwa kusiya basa
VaChibaya vanobvisiswa mari yechibatiso
VaGadaffi vakatonga Lybia kwemakore makumi mana nemaviri, uye vanonzi vakanga vachitonga nedemo
Rodhai zvimwe