Veruzhinji vanonzi havasi kukwanisa kutenga motokari dziri kugadzirwa munyika, sezvo dziri kudhura
Iran inoti Zimbabwe inofanirwa kuzvidzivirira kubva kumhandu dzekumadokera
MDC inoti VaMudede havafanirwe kunge vaine chekuita negwaro revavhoti
Zimplats yanga ichida kuwedzerwa nguva isati yatora matanho panyaya yekuendeswa kweupfumi kuvatema
VaKasukuwere vakapa Zimplats masvondo maviri ekuti inge yatevedzera mutemo webazi ravo
Nyanzvi munyaya dzezve matongerwo enyika dzinoti VaMugabe vanofanirwa kuita zvido zvevanhu
VaMugabe vakurudzira kuti vanhu vabude pachena munyaya dzechirwere cheshuramatongo
Gavhuna weMasvingo vakati vamisa masangano anodarika makumi maviri kushandira mudunhu ravo
ZESN inoti hurumende yemubatanidzwa iri kuratidza kuti haisi kushanda zvakanaka
Mukuru weNANGO, VaCephas Zinhumwe, vati mashoko aVaMugabe aya anogona kuonekwa nevamwe seekutoti havachadiwi munyika
EU inoti VaMugabe nevamwe vavo vacharamba vari pazvirango kudzamara voratidza kuti vanoremekedza kodzero dzevanhu
Asi nyanzvi mune zvemitemo, Professor Lovemore Madhuku, vati kusungwa kwenhengo dzeparamende hazvirevi kuti komisheni yava nemeno
VaMugabe voshandisa mari yehurumende pamhemberero dzezuva rekuberekwa kwavo
VaMugabe vanosvitsa makore makumi masere nemasere neChipiri
Vagari vemuHarare vanoti makazura anovamirira haasi kuita zvido zvevagari
VaPaul Mangwana veZanu PF vanoti bato ravo ndiro riri pamberi mukunyorwa kwebumbiro idzva
Vamwe vevanhu ava vanonzi vane zvikwereti zvinodarika zana rezviuru zvemadhora pamunhu
Mashoko aVaTsvangirai anotambirwa nenzira dzakasiyana siyana
VaMwonzora vanoti Copac haisi kuzorasa zvakabva muvanhu mukunyorwa kwebumbiro idzva
Ongororo yaComptroller and Auditor General yakaburitsa gwaro rinoti pane vashandi vari kubhadharwa mari vasiri pabasa
Rodhai zvimwe