Mhuri dzakadzingwa dzava kuConcession
VaTsvangirai havasi kufara nemashandiro ari kuita VaMugabe muhurumende
Vagari vemuHarare vanoti kanzuru yavo ndiyo iri kukonzeresa chirwere ichi
Asi vashandi vehurumende vanoti vacharamba vachrwisa kuti vawedzerwe mari dzavanotambira
Vashandi vehurumende vanoti vanoda kuti mari dzavo dziwedzerwe kusvika pavanoda
VaZvorwadza vanoti ndivo vakanga vaenda kumapurisa kunomhan'arira nhengo dzeZanu PF dzaivashungurudza
Vashandi vehurumende vanoti vanoda kuwedzerwa mari dzavanotambira
Musangano wanga wakatarisirwa watadza kuburitsa chimuko
Vashandi vawirirana kumbomisa kuramwa mabasa neChitatu, kuitira kupa mukana kuhurukuro dzemihoro
Gurukuto rezvevashandi vehurumende, Amai Lucia Matibenga, vanoti kuramwa mabasa kwevashandi hakuna kusvitswa kwavari zviri pamutemo
Vashandi vanoti havana kufara nekusauya kumusangano kwegurukota rezvevashandi vehurumende, Amai Lucia Matibenga
Kanzuru inoti vagari vane zvikwereti zvayo zvinodarika mamiriyoni makumi masere emadhora zvemari dzemvura nemitero
Vashandi vehurumende vari kuda kuti hurumende iwedzere mari dzavanotambira
PTUZ inoti vatungamiri ava vakambokwanisa kugadzirisa nyaya iyi gore rapera
MDC T inoti mapurisa ave kuita zvematongerwo enyika uye kuda kumbunyikidza bato iri pamberi pesarudzo gore rino
Vashandi vehurumende vanoti vanoda mari inofambirana nePoverty Datum Line, iyo inonzi yava pa$540.00
Asi vanoshandisa magetsi vanoti havaoni paine chimuko sezvo magetsi achangoramba achidzimwa
Dare redzimhosva remuBulawayo rinonzi riri kushanda zvakasimba kudarika remuHarare
Gurukota rezvedzidzo, VaDavid Coltart, vanoti dare remakurukota harisati rabuda nechisungo panyaya yemari dzekubatsirika kwevarairidzi
Maindasitiri nemigodhi ndiwo achashandisa magetsi akawanda
Rodhai zvimwe