VaMutambara mumwe wevatungamiri vari muhurumende yemubatanidzwa
Vakuru muZanu PF vari kuisa vanhu vavo muzvigaro zvemakomiti ematunhu kuitira kuti vasazorasiswa pasarudzo dzehutungamiri mubato
Zimbabwe yotenga chibage kuZambia kwava kurimwa chibage nevarime vakabva muZimbabwe
Vari kutungamira mukuronga nezvegungano remunamato iri, vati mapurisa haana kuvapa zvikonzero zvakatsarukana
VaMwonzora vanoti VaMoyo vari kuzvidza basa reCopac kuburikidza nezvinyorwa zvavari kuburitsa mumapepanhau
Amai Banda vakagadzwa semutungamiri achafanobata matomu zvichitevera kushaya kwevaive mutungamiri wenyika, VaBingu wa Mutharika
VaChiwenga votsigirwa nechimwe chikwata muZanu PF
Zimbabwe inotarisirwa kubhadhara mamiriyoni makumi mana emadhora muna Kubvumbi
Hurumende inoti pane huori huri kuitwa pamimwe michato
Zanu PF inoramba mashoko ekuti vatsigiri vayo vari kufuvisa vechidiki.
China inyika inozivikanwa nekunetsa vashandi pasi rose
Mutungamiri wenyika iyi, VaAbdoulaye Wade, vakabvuma kuti vakundwa nevavaikwikwidzana navo VaMacky Sall.
VaTsvangirai vanoita hurukuro naVaCameron
Kunetsana muCopac kunonzi ndiko kuri kunonotsa kupedza basa rekunyora bumbiro idzva
Vagari vemunharaunda yeShamva vakawanda neMuvhuro vakaratidzira pakamba apa vachida kuti Inspector Shumba vabviswe munzvimbo iyi
VaMugabe vari kuda kuti sarudzo dziitwe gore rino
ZESA ine chikwereti chemamiriyoni makumi masere emadhora kuHydro Cahorra Bassa
VaChinamasa vaonzi vari kunze kwenyika zvotadzisa kubuditswa kwebumbiro idzva
Rodhai zvimwe