Vakafanobata chigaro chemutungamiri wenyika, VaConstantino Chiwenga, vari kupomerwa mhosva yekuzvidza mutongo wedare mushure mekushandisa mauto kudzivirira mudzimai wavo wavari kunetsana naye, Muzvare Marry Mubaiwa, kupinda mumba yavo yekuBorrowdale Brooke sezvakataurwa nedare apo vakapihwa mukana w