Mudzimai wemutewedzeri wemutungamiri wenyika, VaConstantino Chiwenga, Amai Marry Mubaiwa Chiwenga, vanomiswa pamberi pedare vachipomerwa mhosva yekuda kuuraya murume wavo, kuburitsa mazakwatira emari kunze kwenyika, pamwe nekufojera magwaro emuchato wavo naVachiwenga…