Dambudziko rekushandiswa kwevana vadiki rokura muZimbabwe
Rimwe remasangano anoshanda nevechidiki re Youth Agenda Trust riri kukurudzira hurumende kuti igadzirise zvinhu munyika kuitira kuti vechidiki vawane mabasa.
Masangano akazvimirira naoti haasi kufara nemafambisirwo ari kuitwa zvinhu muhurumende
Bazi rehutano rinoti vanhu vanofanirwa kunwa mvura yakachena
Mapato matatu ari muparamende otsvaga nzira dzekuti vanhu vabatane
Vagari vemuHarare vanoti dambudziko remvura rinofanirwa kugadziriswa zvachose
Harare Residents Trust inoti vagari vanofanirwa kuchenesa nzvimbo dzavagere kuitira kuti vave nehutano hwakanaka
Mureza weZimbabwe wosimudzirwa nemusangano weATA kuVictoria Falls
Zimbabwe inyika ine vanhu vanoremekedza mishonga yechivanhu
Mitambo yeHIFA inoitwa kamwe chete pagore muHarare uko Mtukudzi achange achivaraidza vanhu neSvondo
Ndege iyi inosimuka iine vanhu vatatu chete
Rodhai zvimwe