Accessibility links

Breaking News

Masangano Anoshanda Nevechidiki Okurudzira Hurumende Kuti Itsvage Nzira Dzekuwanisa Vechidiki Mabasa


Rimwe remasangano anoshanda nevechidiki re Youth Agenda Trust riri kukurudzira hurumende kuti igadzirise zvinhu munyika kuitira kuti vechidiki vawane mabasa.

Rimwe remasangano anoshanda nevechidiki re Youth Agenda Trust riri kukurudzira hurumende kuti igadzirise zvinhu munyika kuitira kuti vechidiki vawane mabasa.

Sangano iri rinoti vechidiki vari kuomerwa zvikuru nekushaya kwavari kuita mabasa. Rimwe sangano rinoongorora mamiriro ezvehupfumi re International Council Committee rinoti Zimbabwe ndiyo nyika ine vechidiki vane huwandu hwakawanda vari kushaya mabasa, kana ichiyenzaniswa nedzimwe nyika dzekuchamhembe kwe Africa.

Muzvinyorwa zvakaparurwa nesangano iri vanasikana vechidiki munyika vane dambudziko guru rekuwana mabasa zvichienzaniswa nevanakomana kunyange hazvo vanogona kunge

Vanoona nezvezvirongwa zve Youth Agenda Trust munyika va Lawrence Mashungu vanoti shungu dzavo ndetsekuti hurumende ishandise nzira dzese dzainadzo kuti vechidiki vawane mukana wekuwana mabasa sezvo vari ivo hupenyu hwamangwana.

XS
SM
MD
LG