Zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika zviri pasi pesangano reAfrica Diaspora Development Initiative zvirirkuonga kuwunganidza mari yekutenga zvikwanisiro zvavana chiremba zvekushandisa mukurwisa denda reCovid-19. Marvellous Mhlanga-Nyahuye otaura naDr Arikana Chihombori-Quao nezve nyaya iyi.
Vanhu makumi mana nevatatu vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu mazana mapfumbamwe nemakumi matanhatu nevatatu vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Bazi rinoona nezvehutano rinoti vanhu makumi matatu nevashanu vakashaya nechirwere cheCovid-19 nezuro
Bazi rezvehutano rinoti vanhu makumi mana nemumwe vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro vakawanda vacho vari kuBulawayo nemudunhu reMashonaland West.
Bazi rezvehutano rinoti nezuro vanhu makumi mashanu nevaviri(52) vakafa nechirwere cheCovid-19, vamwe chiuru chimwe chete nemazana matatu nevapfumbamwe vachibatwa nacho.
Makwikwi emaolympics 2020 kuTokyo Japan arikuenderera mberi Zimbabwe parizvino yabuda mumakwikwi aya isina mambenduru.
Bazi rezvehutano rinoti vanhu makumi mashanu nemumwe-51- vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro.
Zviri kuitika kumitambo ye2020 Tokyo Olympics #voaolympics.
Vanhu makumi masere nemumwe chete vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu zviuru zviviri nemakumi masere nevapfumbamwe, 2,089 vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Vanhu makumi matanhatu vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu chiuru chimwe chete nemazana masere nemakumi mashanu nevatanhatu, 1,856 vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Vanhu zana nevanomwe vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu chiuru chimwe chete nemazana manomwe nemakumi matanhatu nevanomwe, vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Zviri kuita kumitambo ye2020 Tokyo Olympics#voaolympics
Vanhu makumi manomwe nevapfumbamwe vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu zviuru zviviri nemakumim mashanu, vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Mitambo yema kwikwi eTokyo Olymplics 2020 ari kuitirwa kuJapana uko Zimbabwe iri kukwidzawo iri kuenderera mberi nyika dzemuAfrica dzichitatarika kuwana menduru.
Bazi rezvehutano rinoti nezuro vanhu makumi mana nemana vakafa nechirwere cheCovid-19 vamwe mazana matanhatu negumi nevanomwe vakabatwa nechirwere ichi.
Vanhu makumi matanhatu nemumwe chete vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu zviuru zviviri nemazana matatu nemumwe chete, vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Vanhu makumi matanhatu nevaviri vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu zviuru zviviri nemazana manomwe nevashanu, vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Chimwe chizvarwa cheZimbabwe, VaGIft Machini, vanoti hupenyu hwawoma uye pari zvino vari mubishi rekuvaka zvakare dzimba dzavari kugara sezvo dzakatsva vakarasikirwa nezvikwanisiro nezvimwe zvinhu zvavakange vatenga vachida kutumidzira kumusha.
Vanhu makumi mashanu vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vanhu zviuru zviviri nemazana matanhatu nemakumi masere nevatatu, vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Rodhai zvimwe