Maseneta eMDC-T anga achiramba kugara mudare nemagavhuna akadomwa naVaMugabe voga
Mitemo inonzi ichatadza kuvandudzwa kana dare reseneti risiri kugara
Sangano reCFU rinoti changosara kudzokera zvakare kuSADC Tribunal, sezvo Supreme Court riri iro dare repamusorosoro munyika
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti MDC iri kuratidza kuti yaomerwa
VaTsvangirai vanoti VaMugabe vagara vari kutyora chibvumirano cheGPA pamadiro nekudoma vanhu vavanoda
Sachigaro veNCA, VaLovemore Madhuku, vachange vachitaura nevanhu kumaruwa maererano nehurongwa hwereferendamu
Hurumende iri kutarisirwa kutura bhajeti re US$2,5 billion neChina muparamende
Mutungamiri weSouth Africa, VaJacob Zuma, vave kutarisirwa kupinda muZimbabwe kuzogadzirisa
Norman Mapeza naPeter Ndlovu vamwe vevarairidzi venhabvu vakapihwa zvitupa ne CAF
Zimbabwe inobatana nedzimwe nyika mukupikisa chirongwa cheWHO
VaMudede vakati havaoni bazi ravo richibudirira kubatsira vose vasina masipoti vari muSouth Africa
SADC inoti Zimbabwe inofanirwa kutevedzera gwara reSADC musarudzo
VaTsvangirai vakaudza France 24 kuti VaMugabe vakaputsa chivimbo chose chaive chaumbwa pakaumbwa hurumende yemubatanidzwa
Kumusangano wemadzishe wakaitwa mwedzi wapera, madzishe akati hakuna mumwe munhu avanoda kuti atonge kunze kwaVaMugabe
Mauto anonzi ari kuramba kuti masimba ekutonga aende kune mutungamiri asina kurwa hondo
Asi nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti mauto aya ari kutyora mitemo yenyika nemaitiro akadai
Nhengo dzeparamende dzinonzi dzawirirana mune zvizhinji zvaturwa pamusoro pebhajeti regore rionuya
Mamwe masangano akazvimirira anoda kuti KP isape Zimbabwe mvumo yekutengesa yoga mangoda sezvo kodzero dzevanhu dzichiri kutyorwa
VaTsvangirai vanoti hupenyu hwehurumende yemubatanidzwa iyi huri mumaoko echibvumirano cheGPA
Zanu PF inonzi ndiyo iri kukonzeresa mhirizhonga yakanyanya munyika
Rodhai zvimwe