VaDell' Ariccia vanoti kuchema-chema kuri kuita vamwe vanhu kuti zvirango zvibviswe chiratidzo chekuti zviri kushanda
Sangano iri rinoti danho iri rinodzivirira kupararira kweHIV/AIDS mukati mevasungwa
Makambani akaita seGMB neCSC akaparara zvakaipa zvekuti achada mari yakawanda kuti amutsiridzwe
Sangano iri rinoti VaMugabe nevamwe vavo ndivo vari kuramba vachiondomora upfumi hwenyika
Kunetsana kwaVaMugabe naVaTsvangirai koramba kuchienderera mberi
Asi sangano iri raimboti harina kugadzirira, sezvo pachine zvakawanda zvaifanirwa kutanga zvagadziriswa
Mitemo yesarudzo inotyora kodzero dzevamwe vanhu vakaberekerwa munyika
VaChiyangwa vanoti vemakambani ekunze ava vanongoda mari chete vasina hany'a nehupenyu hwevana veZimbabwe
Musangano uyu unoitika apo VaTsvangirai vakanyorera VaZuma tsamba yenyunyuto nemaitiro aVaMugabe muhurumende
Dzimwe mhuri dzekwaChiadzwa dzinoti hadzina kuziviswa nezvekuumbwa kwekomiti ine hurumende mukati
VaTsvangirai vasangana nevamiriri vedzimwe nyika muZimbabwe vachivaudza nezvehumbimbindoga hwaVaMugabe
VaTsvangirai vanoti kuregerana ndiyo chete nzira inoita kuti munyika kuve nekubudirira munyaya dzehupfumi
South Africa iri kuda kuti vanhu vemuZimbabwe vagare munyika iyi zviri pamutemo.
Zvinonziwo Zimbabwe haina chayati yaita pakubatsira vasina mapasipoti
Vashandi vehurumende vakamboratidzira pamahofisi egurukota ravo, VaElphas Mukonoweshuro, vachiti mari dzavari kutambira ishoma.
Asi Zanu PF inoti haina ruzivo nezviri kutaurwa neMDC
Mapato aya anoti Zanu PF iri kuramba ichiita zvehumbimbindoga panyaya yekushara magamba enyika
VaTsvangirai vanoda kuti munyika mutange mava nerunyararo sarudzo dzisata dzaitwa
VaBhunu vanoti VaBennett vakavafumura mubepanhau reThe Guardian vachiti havaizowana mutongo wakachena sezvo mutongi akanga apiwa munda
VaTsvangirai vanoti vanhu vakatemerwa zvirango, vanhu vaiburitsa mari muZimbabwe
Rodhai zvimwe