Bazi rinounganidza mari dzemitero, reZimbabwe Revenue Authority, ZIMRA, rinoti muchikamu chegore chinopera muna Gunyana rakakwanisa kuunganidza mari inoita $1.28 billion, iyo yakakwira nezvikamu gumi nezvisere kubva muzana kubva pamari yaitarisirwa nebazi iri, iyo yaiita $1.089 billion.