VaPeckson Kazingizi, avo vanofunga kuti vakawana chirwere ichi mukuita basa ravo, vanoti vakazomhanyiswa kuchipatara asi hazvina kunyanya kuvabatsira, izvo zvakazoita kuti mudzimai wavo, uyo anove mukoti pachipatara ichi, akumbire kuvapepa vari kumba.