Vashandi vehurumende vanoti vari kuda kubhadharwa mari inovakwanira
ZESA inonzi inoda mari inoita $28 million kuti gwenya reHwange rigadziriswe
Asi nyanzvi dzeupfumi pamwe nezvematongerwo enyika dzinoti hurumende haisi kuratidza hany'a yekupedza gakava iri
EU yakawedzera negore zvirango zvakatemerwa VaMugabe nevamwe vakuru muhurumende yavo.
Gurukota rezvemigodhi, VaObert Mpofu, vakatora zvine chisimba mangoda akanga aiswa kuRBZ
Vashandi vehurumende vanonzi vanga voda kuparadzaniswa nenyaya dzezvematongerwo enyika
Zanu PF neMDC dziri kunetsana muhurumende yemubatanidzwa
Hurumende inoti haina mari iri kudiwa nevashandi vayo
MDC inoti mapurisa achiri kuramba achisunga nekushungurudza nhengo dzayo, kunyange mutemo wePOSA wakavandudzwa
Sangano iri rinoti masimba ehurumende achakarerekera kudivi rimwe chete, reZanu PF
Vamiriri ava vanonzi vanga vachinyunyuta nemashoko ari kuburitswa mune mamwe mapepanhau ekuti sangano ravo rakamisa kupa rubatsiro
Mutauriri waVaTsvangirai, VaJames Maridadi, vanoti chibvumirano cheGPA hachipe VaMUgabe kuita izvii
Hurumende inoti haina mari yekuwedzera vashandi vavo.
Komiti yeparamende inoti vanhu vachange vopinda mumatunhu munguva pfupi iri kutevera
Mapato ezvematongerwo enyika anonzi ari kuda kuti vamirirwe nevanhu vavo mukunyorwa kwezvinobva muvanhu
Nyanzvi munyaya dzekuburitswa kwemashoko dzinoti mapepanhau ari pasi peZimpapers anoshandiswa nevezvematongerwo enyika
Musangano uyu wawirirana kuti chikwata chiri kutungamira hurongwa uhu ndicho chichasarudza vachanyora zvinobva muvanhu
Hurongwa hwekupinda muvanhu hwakanga hwambomiswa nezvikonzero zvakasiyana siyana
Varidzi vemapurazi nevashandi vavo votambudzika nekubvutwa kuri kuitwa minda
NCA iri kuramba kuti hurongwa hwekunyorwa kwebumbiro idzva hutungamirwe nehurumende, ichiti hunofanirwa kutungamirwa nevanhu
Rodhai zvimwe