Makanzuru akawanda munyika ari kuchema chema kuti mitemo yehurumende pagwara rezvehupfumi iri kungovandudzwa nguva nenguva negurukota rezvemari, VaMthuli Ncube, uye gavhuna webhanga guru renyika, Doctor John Mangudya, yave kukanganisa mashandiro awo.