Gurukota rezvekuburitswa kwemashoko, VaWebster Shamu, vanoti venhau vari kuda kuti hurumende ibviswe pachigaro
Vakawanda vanoti VaMugabe ngavachizorora sezvo voramba vachirwara
MDC inoti zvaitwa naVaKasukuwere hazvisi pamutemo
VaMugabe vanoda kuti sarudzo dziitwe gore rino
Kunyora kwebumbiro idzva koramba kuchiita mutauro
Gweta raVaMujuru rinoda kuti mutumbi wemufi uongororwe zvakare
Kunyorwa kwebumbiro idzva koramba kuine mutauro mukati
VaMugabe vari kuvharidzira kuitwa kwesarudzo mumatunhu asisina vamiriri
Asi MDC inoti izvi hazviitike sezvo mitemo ichitara zvinofanirwa kuitwa
VaMugabe vanoti matunhu akaita seMasvingo neMatabeleland anofanirwa kuva nehorongwa hwemvura hwakasimba
VaMugabe nemakurukota avo mazhinji vane zvikwereti kuZesa
Masangano akazvimirira anoshora mutongo mabatirwo aitwa nyaya yaVaGwisai nevamwe vavo
Zanu PF inoti mitemo muhurumende yemubatanidzwa inogadzirwa chete nedare remakurukota
VaGwisai nevamwe vavo vanoti vakatochwa vari mumaoko emapurisa
Mamwe makurukota anonzi ari kuda kuferefeterwa nyaya yekutyorera muhomwe mari dzebudiriro
MDC-T inoti VaChombo ngavaferefetwe nekomisheni isingadi zvehuori
Zanu PF inoti VaTsvangirai vari kutya kupinda musarudzo
Zanu PF inoti inoda kuti kuitwe sarudzo gore rino
VaZuma votarisirwa kuenda kuZimbabwe kunotaura naVaMugabe voomesa musoro panyaya yesarudzo
Rodhai zvimwe