Asi Zanu-PF inoti zviri pachena kuti hurumende yeAmerica iri kuda kukanganisa mafambiro ehurumende yemubatanidzwa.
MDC inoramba mashoko ekuti bato iri ndiro rakaunza zvirango ichiti Zanu-PF ndiyo yakazvisikira moto muziso
Nyaya iyi yaimbenge yamira kunzwikwa nekuti vashandi vehurumende vainge varamwa mabasa.
Vashandi ava vanoti vari kudzokera kubasa neMuvhuro, asi vanenge vasingaite basa
VaChombo vanoti havaneyi nekudzingwa kwemakanzura aya neMDC.
Vashandi ava vari kuti vanoda kutambiriswa mari inotangira pa mazana matanhatu nemakumi matatu emadhora eku America pamwedzi.
SADC inotiwo zvose zvakatenderanwa ngazvizadzikiswe nechimbichimbi.
Mufakazi wehurumende, VaPeter Michael Hitschmann, vanoramba kuti havana kuona zvimwe zvezvombo zviri mudare
Zanu PF yochema nedanho ratorwa neMDC
Vamwe muMDC votsamwisa nemaitiro aVaMugabe kuna VaTsvangirai
Gurukota rezvekurongwa kwehupfumi, VaElton Mangoma, vanoti vekunze vari kuda kutanga mabhizinesi munyika.
Asi gurukota rezvebumbiro remitemo, VaEric Matinenga, vanoti hurongwa hwebumbiro idzva huri kuenderera mberi
Zimbabwe yotarisana nemutoro wekukwezva vemabhizinisi ekunze kwenyika
MDC inoshora kukandwa muhusungwa kwaMuzvare Mukoko nevamwe vavo
VaTsvangirai vanokumbira vashandi kuti vape hurumende yavo nguva
Mai Susan Tsvangirai vari kuvigwa kuBuhera neChitatu
Mai Susan Tsvangirai vanotarisirwa kuvigwa nemusi weChitatu kuBuhera
Muzvare Mukoko vanoti vafadzwa nemutongo wapihwa naVaGuvamombe
Mapato maviri anopumhana huroyi pakusafamba zvakanaka munhaurirano idzo vamwe vanoti dzafa.
Rodhai zvimwe