Zviri muchibvumirano ichi zvinosanganisira maumbirwo achaitwa hurumende itsva, kugadziriswa kwehupfumi hwenyika, pamwe nekupedza mhiriz
Ukuwo mumiriri weBuhera West, Advocate Eric Matinenga, vanyimwawo mukana wekuenda kudare redzimhosva
Voruzhinji vanotambira VaTsvangirai nemufaro mukuru apo vange vachishanyira zvitoro zvemunzvimbo dzinogara veruzhinji
Vakuru veMDC vanoti varasikirwa zvikuru nekushaya kwegamba rebato ravo, VaIsaac Matongo
Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai, vanopa mari yechema kumhuri dzine hama dzakafa mutsaona yekuDzivaresekwa
Mapurisa anoti mutyairi webhazi haana kumira paasvika panjanji sezvinodiwa nemutemo