WOZA inoda kuti bumbiro idzva richengetedze kodzero dzevanhukadzi
Apex Council inoti haina kusumwa pakaitwa hurongwa hwebhajeti regore rinouya
Zipra Trust inobatana nemuzinda weAmerica muHarare mukuita basa rakakosha paSt Gile Rehabilitation Centre muHarare
Vakuru vemakambani emangoda vanopihwa mukana wekubvisa mari yechibatiso
Mutungamiri wehurumende, VaMorgan Tsvangirai, vanoti dare remakurukota rakatambira chibvumirano ichi
Asi Zanu PF inoti hapana mhirizhonga inoitika nokudaro hapadiwi vekunze vanochengetedza runyararo
Mapato aya anoti Zanu PF iri kuramba ichiita zvehumbimbindoga panyaya yekushara magamba enyika
VaTsvangirai vanoda kuti munyika mutange mava nerunyararo sarudzo dzisata dzaitwa
VaTsvangirai vanoti vanhu vakatemerwa zvirango, vanhu vaiburitsa mari muZimbabwe
VaTsvangirai vanoti masoja nevamwe vanhu vari kuvhiringidza chirongwa chekunyorwa kwebumbiro idzva
Vamwe vanonyunyuta kuti havasi kubatwa zvakanaka
VaMaguwu vari kuda kupihwa mukana wekubvisa mari yechibatiso
Hurumende inotadza kupindura mibvunzo yemagweta aVaMaguwu
Hurumende inoti inotambira mutongo wedare wapihwa VaBennett
Asi mutungamiri wechimwe chikwata, VaTafadzwa Mugwadi, vanoti vachamira vega
VaMuzorewa vakamboita mutungamiri weZimbabwe Rhodesia muna 1979
Vemabhizinesi vari kuda kuti mutemo wemakambani ugadziriswe
Gwaro rinoongorora kodzero dzevanhu rinoburitswa kamwe chete pagore rega rega
VaZuma vanoti zvimwe zvasara zvinofanirwa kugadziriswa mwedzi usati wapera
Rodhai zvimwe