Mukuru wemapurisa, VaAugustine Chihuri, vanoti mapurisa avo ari kuchengetedza kodzero dzevanhu
VaMangoma vanoti Zanu PF iri kurwadzisa nhengo dzebato ravo
Asi mudzimai ari kurambana naVaChombo anoti nyaya yavo ngaitongwe pachena
MDC inoramba kuti haisi iyo yakauraya Inspector Mutedza
VaMupamhanga vaburitsa rimwe gwaro rine makambani ekunze makumi maviri nemashanu avati ane mvumo yekutengesera Zimbabwe mafuta
VaMangoma vari kupomerwa mhosva yekushandisa hofisi yavo zvisizvo mukutengwa kwemafuta kuSouth Africa
VaDidymus Mutasa vatsoropodza kusawirirana kwavati kuri mubato ravo reZanu PF, uko kunonzi kwakonzera kuti muve nezvikwata-zvikwata
Nyanzvi mune zvematongerwo enyika dzinoti VaTsvangirai vanofanirwa kutevera mashoko avo nemabasa, kwete kungotaura chete.
Kunyange havo VaMugabe vatuka nyika dzekumawirira, havana kunyomba MDC sezvavanogaroita panenge paunganwa
VaMuzariri vanovigwa segamba paHeroes Acre muHarare
VaMangoma vari kupomerwa mhosva yekushandisa hofisi yavo zvisizvo
Chapupu chehurumende chinopokana nezviri mugwaro rekuroverera VaMangoma
VaMangoma vari kuramba mhosva yavari kupomerwa nehurumende
Asi MDC inoti iri kuenderera mberi nemusangano wayo neMugovera
VaGwisai nevamwe vavo vari kupomera mhosva yekuda kupidigura hurumende
VaMangoma vapinda mudare vakaiswa simbi dzemumaoko
Magweta aVaMangoma anonzi ava kukumbira dare repamusoro kuti vabvisiswe mari yechibatiso
Rodhai zvimwe