VaTsvangirai vanoti vanogona kubuda muhurumende yemubatanidzwa
VaGwisai vari kupomerwa mhosva yekuronga kuda kupidigura hurumende
Amai Susan Page vanoti havasi vose vari muchipurisa nemuchiuto vari kushungurudza vanhu
VaTsvangirai vanoti hurongwa hwaVaMugabe hazusi hwehurumende
Zvinonzi danho iri ratorwa pachityirwa kunzi vanhu vangangoratidzira kutanga Chipiri
Mutungamiri weSouth Africa, VaJacob Zuma, ndivo mutongi gava pagakava riri muZimbabwe
MDC yaVaNcube inoti VaMutambara inhengo yeZanu PF
VaNcube vanoti vachagadzirisa mupengo uri mubato ravo
VaMutambara vanoti vari kuti vasiye basa vava kupinda nemwenje mudziva
Asi mapurisa anoti hapana mhirizhonga iri kuitika muMbare
Vatsigiri veMDC vakawanda vakaungana paHarvest House mushure mekutiza mhirizhonga
Ambassador Ray vanopa rubatsiro kumasangano anobatsira veruzhinji
Vanhu varohwa vanga vari pamuzinda wekanzuru neavo vanga vachipfuura nepanzvimbo iyi
Musangano mukuru weAfrican Union uchazeya gakava riri muIvory Coast
MDC inoti sarudzo dzenhengo dzeparamende hadzina kuita mutauro muna 2008
Zimbabwe inocherechedza zuva rekodzero dzevanhu pasi rose
Muzvare Khupe vanoti sarudzo dzinofanirwa kuitwa paanyorwa bumbiro idzva remitemo yenyika
Vana vari pasi pemakore mashanu vanonzi vari kufa nezvirwere zvinorapika
Vagari vemuHarare vanosvibiswa moyo nemaitiro ameya weguta, VaMuchadeyi Masunda
Madzimai akawanda ndiwo anoshungurudzwa munguva dzemhirizhonga
Rodhai zvimwe