Dare repamusoro raratidza kushushikana zvikuru nechinono chiri kuitwa nemagweta ehurumende kuti nyaya dzakakwidzwa kudare repamusoro nevaimbova gurukota rezvemari, VaIgnatius Chombo, pamwe nevaimbova mutungamiri wevechidiki muZanu PF, VaKudzanai Chipanga, dzinzwikwe.