Zanu PF iri kuita musangano wepagore kwaMutare
MDC inotungamirwa naVaTsvangirai iri kupinda muvanhu ichinzwa pfungwa dzavo
Zanu PF inorova pamwe nekushungurudza nhengo dzeCopac
Copac yakawedzera hurongwa hwekunzwa pfungwa dzevanhu nemazuva gumi nemashanu
Sangano iri rinoti richawedzera chirongwa ichi nemazuva gumi nemashanu, uye rinoda imwe mari inoita US$5 million
Mumwe muuto anodonha kaviri achifora kwaMutare
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti maitiro aVaMugabe haavaki hukama nedzimwe nyika
Mapurisa anonzi ari kuti haana mapurisa akakwana ekutumira kumusangano waVaTsvangirai kuHwange
Vasori vanonzi vari kutyisidzira vanhu muchirongwa chekunyorwa kwebumbiro idzva remitemo
Misangano yekudzidzisa vanhukadzi zvavanofanirwa kuita mukunyorwa kwebumbiro remitemo iri kuitwa mumatunhu ose
Mutauriri weMDC, VaNelson Chamisa, vanoti zviri pachena kuti Zanu-PF yava kuita zvematongerwo enyika panyaya yaVaBennett
Makanzura eMDC muChipinge West anoti nyaya dzematongerwo enyika dziri kudzosera shure mabasa ebudiriro
VaMkorera vari kutarisirwa kuradzikwa kwaMutare neChitatu
Vatambi vekuMasvingo ndivo vakakunda vamwe vavo gore rapera
Vaimbi nevatambi vekunze vari kutarisirwa kunge vari kumitambo iyi kwaMutare
VaMutambara vanokurudzira vana muzvinafundo kupinda munyaya dzematongerwo enyika
Madzimai anoti anoda kuti kodzero dzavo dziremekedzwe
Masangano evashandi vehurumende anoti nhengo dzawo dziri kutyisidzirwa
Hurumende inoti haina mari iri kudiwa nevashandi vayo
Rodhai zvimwe