Nhengo mbiri dzeMDC Alliance mudunhu reHarare, VaAllan Moyo, naVaLameck Bizure, pamwe nemudzimai wakanzura we Ward 16, VaDenford Ngadziore, Lydia Mulenga nemwana wavo ane mwedzi minomwe, vanonzi vakapambwa nezuro manheru nevanhu vakanga vakapfeka mbatya dzemauto pamwe nedzepamurisa vachifamba nePuma