Gurukota rinoona nezvevashandi, Amai Prisca Mupfumira, avo vadzoka kubva kumusangano wevashandi wepagore weInternational Labour Conference kuGeneva, Switerland varamba mashoko ekuti vakaparadza mari yenyika yakawanda nekutumira chikwata chakakurisa kudarika nyika dzakawanda dzakabudirira.