ZESA ine chikwereti chemamiriyoni makumi masere emadhora kuHydro Cahorra Bassa
Asi VaMuagbe vanoti sarudzo dzichaitwa gore rino MDC ichida kana kusada
VaMugabe vakurudzira kuti vanhu vabude pachena munyaya dzechirwere cheshuramatongo
ZCTU inoda kuti vashandi vose vawedzerwe mari dzavanotambira
Mutauriri weZanu PF, VaRugare Gumbo, vanoti VaTsvangirai vari kungoda kubuda mumapepanhau vachitaura zvisina musoro
VaColtart vanoti hurumende inofanirwa kuderedza nzendo dzekunze kuitira kuti mari iendeswe kuzvirongwa zvedzidzo
WOZA inocherechedza zuva reValentine's Day
Mibvunzo yakawanda inosara isina kupindurwa pamafiro akaita VaMujuru
MDC T inoti mapurisa ave kuita zvematongerwo enyika uye kuda kumbunyikidza bato iri pamberi pesarudzo gore rino
VaSupa Mandiwanzira veAB Communications neZimpapers vanopihwa mvumo yekutepfenyura munyika
Mutungamiri weMDC, VaMorgan Tsvangirai vanoti mhirizhonga inogona kukanganisa sarudzo dziri kutarisirwa gore rinouya
Zimbabwe inofanirwa kunyora bumbiro idzva pasati paitwa sarudzo
Asi gurukota rezvemari, VaTendai Biti, vati hurumende haikwanise kubhadhara vashandi vayo mari dzavari kuda
Asi vane ruzivo vanoti VaMugabe vazeya muchivande nyaya yeWikiLeaks
VaMugabe vanoda kuti nyika dzakavatemera zvirango dzibvise zvirango izvi
VaMaguwu vakatadziswa nevasori kuenda kumusangano wezvekodzero ku Ireland neMugovera
Mapurisa anoti akwanisa kudzimura mhirizhonga iyi nekukasika zvinhu zvisati zvaipisisa
MDC neZanu PF dzopesana pakuti paramende ivandudze mashandiro emauto
Vakawanda vanoti vaneta nehutongi hwaVaGadhafi
VaMukonoweshuro vaive nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika
Rodhai zvimwe