Senzira yekuvhura bandiko rezvehupfumi, iro ranga rakadzipwa nemitemo inodzivirira kuraraira kwechirwere cheCovid-19, hurumende yakazivisa neMuvhuro kuti yawedzera nguva dzekuvhurwa kwezvitoro, mahorosero pamwe nemamwe mabhizimusi akaita semabhanga kutanga neChipiri.