Sangano iri rinoti vashandi vari kusara vasina chinhu mushure mekubatirwa mitero yakawandisa
MDC inoti nhengo dzayo dziri kumbunyikidzwa nevasori pamwe nevatsigiri veZanu PF
COPAC yakambenge yati vari kuongorora mafambisirwo ari kuitwa hurongwa hwekunzwa pfungwa dzevanhu vari kutyora mutemo
Masangano akzvimirira anoti acharamba achiongorora chirongwa chekunyorwa kwebumbiro idzva
Zvinonzi vanhu vazhinji munharaunda dzashanyirwa kusvika pari zvino havatozivi zvinoreva chirongwa chekunyorwa kwebumbiro idzva
Vamwe vanonyunyuta kuti havasi kubatwa zvakanaka
Vanhu vakawanda vanoti havasi kuziva nezvekunyorwa kwebumbiro idzva
Kunyange hazvo hurumende iri kuti zvinhu zviri kufamba zvakanaka, vamwe vari kuongorora hurongwa uhu vanoti zvinhu hazvisati zvanaka
Vaimbova varwiri verusununguko vanonzi vari kukanganisa hurongwa uhu munzvimbo dzakawanda
Vemabhizimusi vanonzi vairamba zvaidiwa nehurumende zvekuti vape zvikamu makumi mashanu kubva muzana
Zvinonzi vanhu vakawanda vachiri kutadza kusvika kunzvimbo dzavanofanirwa kunge vari
Vanhu vari muhurongwa uhu vanonzi vari kunetseka kuwana zvavanoda, uye pekugara pakanaka
Masangano aya achatumira vanhu vanodarika mazana mana kuti vaone zvichange zvichiitika pachanzwikwa pfungwa dzevanhu
Vemachechi vonamatira chirongwa chekunyorwa kwebumbiro idzva kuti chifambe zvakanaka
Chikafu nemari dzekuripira pakufamba ndizvo zvinonzi zvakaita kuti inflation ikwire
Vatungamiri vemapato ari muhurumende vanotarisirwa kutaura zvakasimba pamusoro penyaya yemhirizhonga
Gurukota rezvemabasa eparamende nebumbiro, VaEric Matinenga, vanoti chirongwa ichi chinofanirwa kubudirira
Zimbabwe inobatana nedzimwe nenyika kuSouth Africa kumitambo yenhabvu pasi rose
Masangano aya anoti vatungamiri vemapato ari muhurumende vari kutaura nezvesarudzo gore rinouya, asi vasingataure nezvezvichiri kunetsa
RBZ inonzi ine zvikwereti zvinodarika bhiriyoni rimwe chete remadhora
Rodhai zvimwe