Sweden imwe yedzimwe nyika dzekumawirira dzakagadzirira kubvisa zvirango zvakatemerwa VaMugabe nevamwe vavo muZanu PF
Nhengo yeMDC inosungwa kuMasvingo
Masangano akazvimirira anotsamwiswa nezvakabuda muSADC Troika panyaya yeZimbabwe
Vamwe vanoti MDC neZanu PF dzinofanirwa kugadzirisa zvinhu pachadzo
Mutungamiri wevaimbove varwiri verusununguko, VaJabulani Sibanda, vanonzi ndivo vanga vachikonzeresa mhizhonga muMasvingo
Nyanzvi munyaya dzezvematongerwo enyika dzinoti maitiro aVaMugabe haavaki hukama nedzimwe nyika
Vatsigiri veMDC vanoti vari kurohwa kuManicaland mumisangano yeCOPAC
MDC neZanu PF hadzisi kunyatsowirirana panyaya yekuti vari kunze kwenyika vapewo pfungwa dzavo
VaMatinenga vanoti pari zvino basa ravaita rasvika pazvikamu makumi maviri kubva muzana
Masangano ekuMatabeleland anoti chirongwa chekunyorwa kwebumbiro idzva hachisi kushambadzwa zvakakwana
Chivezwa chamushakabvu Nkomo chorongwa kumiswa pedyo neKarigamombe
COPAC inoti ichatora matanho akaomarara kunhengo dzinoburitsa mashoko enhema
Dzimwe nhengo dzeCOPAC dzinotyisidzirwa nevasori kuMasvingo
Mumwe wemasachigaro eCOPAC, VaDouglas Mwonzora, vanoti hapana chakaipa kana mauto ichataurawo pfungwa dzawo
Vanhu vanonzi vachiri kushungurudzwa munzvimbo dzakawanda mumativi mana enyika
Asi vatyairi vedzimotokari vari kushanda neCopac vanoti hapana chavawana
COPAC inoti dambudziko iri riri kugadziriswa nesangano riri kubatsira hurongwa uhu nemari
Mumwe wemasachigaro ekomiti iri kuona nezvekunyorwa kwebumbiro idzva, VaDouglas Mwonzora, vanoti zvinhu zviri kufamba zvakanaka.
Vagari vemaRusape vanonzi vaungana pamahofisi ekanzuru vachinyunyuta nekomisheni iri kuda kuongorora mashandiro ekanzuru yavo
Rodhai zvimwe