Mitemo iri kuiswa neZimbabwe ndiyo inonzi iri kutyisidzira vekunze kuisa mabhizimusi munyika
Vana chiremba ava vanonzi vainge vachirapa vanhu vasina mvumo kubva kuhurumende
Zimbabwe yakakumbira kuti iite hurukuro nenyika dzakatemera VaMugabe nevamwe vavo muZanu PF zvirango
Asi Zimbabwe haisati yatanga kubatsira vasina magwaro muSouth Africa
Mhuri yaVaNkomo inoti haina kusumwa pachaya yechiumbwa chamuchakabvu
Britain inoti zvakaitika mugore ra2008 zvekupondana kwevanhu hazvifanirwe kudzokororwa
Asi vagari vemuHarare vanoti misangano yemuguta iri haisi kunyatsoshambadzwa zvakakwana
MDC inoti yarasikirwa nemagamba eshanduko munyika
Asi nyanzvi dzezvematongerwo enyika dzinoti VaMugabe havasi kurevesa pakugadzirisa hukama hwavo nedzimwe nyika
ZEC iri kukwikwidza danho rakatorwa nevaimbova nhengo dzeparamende rekuda kuti ive nechekuti pakutarwa kwemazuva esarudzo
South Africa yakatara kusvika kupera kwegore rino kuti zvizvara zveZimbabwe zvinge zvagadzirisa magwaro azvo
Asi gurukota rezvebumbiro nemabasa eparamende, VaEric Matinenga, vanoti nhengo dzeparamende hadzisi kutora mari iyi
Asi masangano anopa rubatsiro anonzi ari kuramba kubatsira nemari
Danho iri rava kureva kuti mutoro wose wasarira kuhurumende kuti ipedze basa rekunzwa pfungwa dzevanhu
Asi Zanu PF inoti hachisi chokwadi kuti bato iri riri kushungurudza vanhu vanoripikisa
Copac yakawedzera hurongwa hwekunzwa pfungwa dzevanhu nemazuva gumi nemashanu
Sangano iri rinoti richawedzera chirongwa ichi nemazuva gumi nemashanu, uye rinoda imwe mari inoita US$5 million
UNDP inonzi iri kuti inoda kuona humbowo hwakakwana hwemashandisirwo emari iri kupiwa kuCopac
VaMatinenga vanotiwo vanhu vachangosarudza kuti hongu kana kuti kwete chete pareferendamu
COPAC inoti vamwe vevainamata ava vaitora mukana uyu kunyomba vemamwe mapato
Rodhai zvimwe