Musangano weZanu-PF wakatanga kuEsigodini, Matabeleland South nemusi weChishanu mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vachizivisa kuti gwaro rakabudiswa nekomisheni yaitingamirirwa nevaimbove mutungamiri weSouth Africa, VaKgalema Motlanthe, richiburitswa svondo rinouya..