Mhuri dzinoda kusvika kugumi kuGokwe Chitekete dzinonzi dzakarasikirwa nemidziyo nechikafu mushure memvura yakanaya yakaparadza dzimba nekukukura minda yaive nezvirimwa uye kusiya nzizi dzisisayambukiki. Mugari weko, VaAsher Ngwenya, vanoti hapana akakuwara asi vanhu havasati vawana rubatsiro.
Rodhai zvimwe