Accessibility links

Breaking News

Vemapato eMunyika Vanoti Vagadzirira Sarudzo Dzegore Rino Asi Vamwe Vachiti Vanotyira Mhirizhonga


Mutevedzeri wemunyori anoona nezvesarudzo mubato reCCC, Muzvare Ellen Shiriyedenga
Mutevedzeri wemunyori anoona nezvesarudzo mubato reCCC, Muzvare Ellen Shiriyedenga

Mutevedzeri wemunyori anoona nezvesarudzo mubato reCCC, muzvare Ellen Shiriyedenga vanoti bato ravo rakagadzirira kupinda musarudzo dzegore rino kunyangwe zvazvo vamwe vangangotye nyaya yekushungurudzwa kwenhengo dzavo panguva iyi.

Muzvare Shiriyedenga vanoti remangwana renyika riri mumawoko everuzhinji avo vanofanira kubuda nehuwandu hwavo kunovhotera shanduko.

"Tiri kutarisira kuti vanhu vabude nehuwandu hwavo nekuti sarudzo dzegore rino dzakakosha nekuti zvinhu hazvisi kufamba zvakanaka munyika uye remangwana revana vedu riri mumawoko emubereki wese,"Muzvare Shiriyedenga vaudza Studio7.

Asi nhengo yeZANU PF iri muWashington D.C., VaFrenk Guni, vanoti bato ravo rakagadzirira sarudzo uye harisi kuzoita zvemhirizhonga panguva yesarudzo sezviri kutaurwa nevemapato anopikisa.

please wait

No media source currently available

0:00 0:02:04 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda
please wait
Embed

No media source currently available

0:00 0:02:04 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG