Rimwe sangano revarairidzi, reProgressive Teachers’ Union of Zimbabwe, PTUZ, rinoti riri kushora zvikuru wongororo yakabuda kubva ku gurukota rezvedzidzo VaLazurus Dokora inoti varairidzi vasina zvitambi kana kuti matemporary teachers anosvika zviuru zviuru makumi maviri vachadzingwa basa gore rinouya.