Vanhu makumi matatu nevaviri vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro.
Bazi rezvehutano rinoti vanhu vatanhatu vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro.
Sachigaro veMDC Alliance muNorth America Province, VaTawanda Dzvokora, vari kukurudzira veruzhinji kuti vasaungana zvakanyanya munguva ino yezororo rekisimusi sezvo denda reCovid-19 richaka pfunya chisero pasi rose.
Vanhu makumi maviri nevanomwe vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vamwe vanhu chiuru chimwe hete nemazana mapfumbamwe nemakumi mana vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Muchirongwa cheWomen’s RoundTable na 8pm tiri kutarisa gadziriro dzezuva reChristmas panguva iyo nyika iri kurwisa denda reCovid-19.Guests Debra Mukasa -Vendors Ass, Otilia Sibanda BYO Res.Evernice Munando -Female Students Network Zim-WCOZ. Hosts:Marvellous Mhlanga-Nyahuye and Standakile Mhlanga.
Chimwe chizvarwa cheZimbabwe chiri muAmerica Amai Alletha Mujeyi-Muzorewa chiri kukuridzira vabereki kuti vasatyire kure kutsvaga nzira dzekuti vakwanise kutumira vana vavo kuzvikoro zvepamusoro zvemu America sezvo kune mascholaships nedzimwe nzira dzekuwana dzidzo iyi.
Bazi rezvehutano rinoti vanhu gumi nevana vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro.
Vanhu gumi nevasere vakafa nechirwere cheCovid-19 nezuro uye vanhu zviuru zviviri nemazana maviri nemakumi masere nevatatu vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare.
Muchirongwa cheLiveTalk chanhasi tiri kutarisa nezvedenda reCovid-19 nezve mitambo. Hosts: Marvellous Mhlanga-Nyahuye na Gibbs Dube
Bazi rezvehutano rinoti vanhu vashanu vakabatwa nechirwere cheCovid-19 nezuro.
Veruzhinji vakurudzirwa kuti vanyoresa kuvhota. Hurukuro ina Marvellous Mhlanga-Nyahuye naDoctor Masimba Mavaza ve Zanu PF naVa Tawanda Dzvokora ve MDC Alliance.
Muchirongwa cheLiveTalk nhasi tiri kutarisa nezve Covid-19, nekunyoresa kuvhota. Hosts: Marvellous Mhlanga-Nyahuye na Ntungamili Nkomo. Guests: Dr. Masimba Mavaza veZanuPF, VaTawanda Dzvokora veMDC Alliance naVaDavid Siampondo veMDC Alliance na muzvare Barbra Bhebhe veElections Resource Centre.
Muzvare Comfort Dondo, vanoti panguva ino yekurangarira chirongwa che 16 Days of Activism Against Gender Based Violence vachange vane zvirongwa zvizhinji zvichange zviri padandemutande zvekunzwa zvakasangana nevakamboshungurudzwa uye vari kushungurudzwa nekuvapa rubatsiro rwekuti vanga kunde seyi.
Vanhu vanhu vakashaya nekuda kwechirwere cheCovid-19 nezuro, uye vamwe vanhu makumi matatu nevatatu vakabatwa nechirwere ichi nezuro wakare
Vanhu makumi maviri nevanomwe vakabatwa nechirwere cheCovid-19 nezuro, uye hapana munhu akashaya nekuda kwechirwere ichi nezuro wekare.
Muchirongwa cheLiveTalk nhasi, tiri kutarisa denda reCovid-19, kushaya kwemutori wenhau uye mudzudzisi wezvekutapwa kwenhau Peter Banga. Hosts Gibbs Dube na Marvellous Mhlanga Nyahuye. GUESTS: Amai Nomathemba Nhoro naVa Masimba Kuchera.
Amai Joyce Mupamhirwa vanozivikanwa nekuti Aunty Joyi kuChitungwiza vari kukurudzira mhuri kuti dzisungurire mari yadzinenge dzawana zvikuru panguva yekisimusi nekuti panopera zororo iri zvinhu zvinogona kutonyanya kuoma.Vhidhiyo yehurukuro naMarvellous Mhlanga-Nyahuye.
Muchirongwa cheWomen’s Round Table nhasi manheru ano, tiri kutarisa zviri kuitwa nemadzimai kuti vararamise mhuri munguva ino hupenyu hwanyanya kuoma nekuda kwedenda reCovid-19. Hosts: Marvellous Mhlanga-Nyahuye na Standakile Mhlanga. Guests: Joyce Mupamhirwa:Aunty Joyi Zim na Victress Mathuthu.
Bazi rezvehutano rinoti nezuro vanhu vatatu vakafa nechirwere cheCovid-19 n uye van vechikoro makumi matatu nevana vakabatwa nechirwere ichi.
Rodhai zvimwe