Accessibility links

Breaking News

Misoro yenhau, Muvhuro, Zvita 20, 2021


Shona Headlines
Shona Headlines

Bazi rezvehutano rinoti vanhu vashanu vakabatwa nechirwere cheCovid-19 nezuro.

Muzvinafundo Davison Sangweme votaura nezvekuchinja kunoita Covid-19 ichiita imwe mhando kana kuti variant.

Mutungamiri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vovhura zviri pamutemo dare reparamende revechidiki.

Mapurisa muhighfield orambidza mutungamiri wemdc alliance vanelson chamisa kupa rubatsiro kune vakaremara nevakwegura.

Muchirongwa cheLiveTalk na8pm tiri kutarisa nezvedenda reCovid-19

Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318.

Vanoda kutererera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 13860, ne 15460 Kilohertz paShort Wave mazuva ose.

Facebook Forum

XS
SM
MD
LG