Gurukota rezvekupa upfumi kuvatema, VaSaviour Kasukuwere, vanoti hurumende ichaongorora zvakare mimwe mirawu yezvemabhizinesi
Purazi raVaBennett rakatorwa zvine chisimba mugore ra2004 pasi pechirongwa chekupa ivhu kuvatema
Chikwata chenhumwa dzaVaZuma chiri kutarisirwa kudzokera negwaro rezvinenge zvabuda munhaurirano idzi
Zanu PF inoti hapana zvakawiriranwa pahurukuro dzaikokerwa naVaZuma
Hurmende inonzi yakati inoda zvakare nguva yekuti imbonzwa kubva kune vamwe uye kugadzirira, sezvo isina mari pari zvino
Vanhu vanotaura kurwadziswa nekubatwa chibharo kwavakaitwa nemasoja
Makurukota anonzi haasi kufara nemabvunzirwo avanoitwa nemakomiti eparamende
Nhaurirano dzemapato idzi dzava nenguva yakareba dzichingo zvuva makumbo, pasina chine musoro chinobuda
Nhengo dzematare maviri eparamende dziri muhurongwa hwekunyorwa kwebumbiro idzva remitemo yenyika
Kubva pakatanga vashandi vayo kuramwa mabasa muna Kukadzi, hurumende haisati yagara navo pasi
VaZuma vari kupinda munyika neChipiri kuti vaedze kupedza gakava pakati paVaMugabe naVaTsvangirai
Sangano reRed Cross rinoti vanhu vanodarika mamiriyoni maviri vachada rubatsiro rwechikafu.
Hurumende yanga isati yasangana nevashandi kubva pavakatanga kuramwa mabasa
ZINASU yakatsemuka nepakati zvichitevera makakatanwa pamusoro pehurongwa hwekunyorwa kwebumbiro idzva remitemo
Hurumende iri kuramba kusangana nevashandi kuti vataurirane
Mutemo uyu wakonzera kusawirirana kukuru muhurumende yemubatanidzwa, sezvo veMDC vari kuti hapana kutorwa pfungwa dzevamwe
Kambani iyi inonzi inoti mari yayave kuwana pazuva yadzikira zvikuru zvichienzaniswa nekunge pasati paiswa mutemo uyu
Makambani apiwa mazuva makumi mana nemashanu ekuti azivise hurumende mamiriro anenge akaita hutungamiri hwawo
Pane mashoko ekuti bato reZanu PF rakavhurazve makamba ekushungurudzira vanhu vanopikisa bato iri mumamwe matunhu enyika.
Nyaya yezvirango iyi yave kukonzera kunetsana kwakanyanya muhurumende yemubatanidzwa
Rodhai zvimwe