Zimbabwe inocherechedza zuva reWorld Press Freedom Day nekuratidzira
Vazhinji vanoti kana VaZuma vazvitadza, SADC ne AU ngadzipindire mugakava iri
Nhumwa idzi dzinonzi dzakambopinda muZimbabwe masvondo maviri apfuura dzikasangana nevatungamiri vari muhurumende
Mapurisa akavhiringidza zvakare chirongwa cheZimRights muHarare muna Kurume
Imwe nhengo yeZanu PF Central Committee yakafawo mutsaona yemotokari usiku hweMugovera
Vechidiki vebato iri vari kuarambidzwa kuratidzira mumatunhu akawanda munyika, kunyange hazvo veZanu PF vasina dambudziko iri
VaTsvangirai vanoti huwori chimwe chezvinhu zviri kutadzisa upfumi hwenyika kusimukira
VaBiti vanoti mitemo iripo iyi inotadzisa makambani kushanda akasununguka
Sangano iri rinoti mamwe matunhu emunyika, zvikuru ekumaruwa, kwatoberekera ingwe
Ruzhinji rwunoti nzira yafamba nyika kwemakore mamakumi matatu aya yakangozara nemisodzi yevanhu, vari kutyorerwa kodzero dzavo
Nyaya yemihoro yevarairidzi inyaya iri kunetsa zvikuru muhurumende yemubatanidzwa
Gurukota rezveupfumi kuvatema, VaKasukuwere, vakapa makambani ose mazuva makumi mana nemashanu ekuti vange vazivisa mamiriro avo
MDC inoti gakava remuZimbabwe ngarichiendeswa kuSADC sezvo VaZuma vakurirwa
Hurumende inoti nyaya iri kupomerwa VaBennett haina hudzamu
Sangano iri rakaita ongororo yaro richishandisa zvakawanikwa muongororo dzakaitwa nebazi rezvekugara kwakanaka kwevanhu
Sangano reUnited Nations Development Program riri kubatsira hurumende nemari ichashandiswa mukunyorwa kwebumbiro idzva remitemo yenyika
Mapurisa anonzi anoshandisa mutemo wePOSA mukutyora kodzero dzevanhu
Gwaro renhaurirano ririi kutarisirwa kusvitswa kuna VaZuma neChitatu
Nyanzvi dzezvematongerwo enyika dzinoti munyika hamuna mutemo
Mhirizhonga inonzi yava kuitika mumatunhu akasiyana siyana.
Rodhai zvimwe