Nhumwa yeUnited Nations, UN, Amai Alena Douhan, avo vari munyika umo mavari kuongorora nyaya dzekutyorwa kwekodzevanhu uye kuti zvirango zvakatemerwa Zimbabwe nenyika dzekumavirira zviri kuvhiringa zvakadii raramo yeveruzhinji munyika vakurudzira kuti zvirango izvi zvibviswe.