Masangano akawanda munyika anoti achange achi ratidzira nemusi weChishanu pasi pechirongwa chinonzi “Munhu wese muRoad”. Masangano ari kuratidzira anosanganisira #Tajamuka/Sesijikile, #This Flower, #This Flag, Occupy Africa Unity Square, Bulawayo Youth Arise, ZINASU nemamwe.